Ndokufarira mhani unogona zvako but hauna kurova ka dance kako wani Murume wangu ndimangwende kk Mwari wekudenga itirai vana venyu nyasha Kudzidzisa mukadzi wangu kuti zikunzi kudii
Nemfana uyu coz haasati akugona shona kuitira mangawana I will also dedicate this song to my Hubby, chiuyai mukanya huh chiuyai kumba Jah Signal wakapenga sha
Inga vaera shumba takawanda Kudya maveggie pasina kanyama ndiko kushupika but Wakauya wega kuzogara pano saka baya dzisimbe muroora
Neniwo ndafunga kuti istonyeni yacho Kana neni hana yangu yatomborohwa nehana kut ko ndeipi ko iyi Ndandashaya kuti chii chiri kubudikira pakagara jah izvo idanda Mashoko anorwadza kudarika kurohwa Inondipimba muma bonzo